Pana baba naamai
Isu vana tinoshiringinya sepwere
Hazvinei vakatsonga seiko, basa ravo iguru
Rwendo runo hama dzanguwe ndakura
Pana baba naamai, hoo
Isu vana tinoshiringinya sepwere, uhoo
Hazvinei vakatsonga seiko, basa ravo iguru
Rwendo runo hama dzanguwe ndakura
Hubaba pamhuri hunokosha
Rwendo runo hama dzanguwe ndakura
Hunonetsa
Rwendo runo hama dzanguwe ndakura
Ndati hunokosha
Rwendo runo hama ndakura
Hubaba pamhuri hunokosha
Rwendo runo hama dzanguwe ndakura
Ndati hunonetsa
Rwendo runo hama dzanguwe ndakura
Hunoshupa
Rwendo runo hama ndakura
Ndingaite sei, ndaveni baba?
Vanovhara nhamo dzinovinga mhuri, woo, woo
Hazvinei ndishoreke seiko, basa racho iguru
Rwendo runo hama dzanguwe ndakura
Tingaite sei tisina baba?
Vanovhika nhamo dzinovinga mhuri, ahh, ahh
Hazvinei varomboke seiko, basa ravo iguru-guru
Rwendo runo hama dzanguwe ndakura
Hubaba pamhuri hunonetsa
Rwendo runo hama dzanguwe ndakura
Ndati hunoshupa
Rwendo runo hama dzanguwe ndakura
Hubaba hunokosha
Rwendo runo hama ndakura
Comments (0)